WELCOME TO KUGARA HUDA ESTATE...🏡💪🔥🔥🔥 Ko Handiti imi makati heee KUMUSHA KWAKE KWAKASHATA, heee chino nechino, kunzungu nekunyimo 😂...
WELCOME TO KUGARA HUDA ESTATE...🏡💪🔥🔥🔥
— sir_wicknell. (@wicknellchivayo) August 27, 2026
Ko Handiti imi makati heee KUMUSHA KWAKE KWAKASHATA, heee chino nechino, kunzungu nekunyimo 😂😂😂… Ini hangu zvinyoro-nyoro ndikati AIWA, NDINOTENDA NEDZIDZISO. Asi isu tichikura takadzidziswa nevakuru vedu kuti idzo dzimba dzamunoona… pic.twitter.com/Vnd0ipBt32






COMMENTS