Hanzi naVP Chiwenga vanhu havana kuinda kuhondo kuti vashoma vagodya nekupfuma asi povho ichitambura. Hanzi chinhu ichi ndechepovho hac...
Hanzi naVP Chiwenga vanhu havana kuinda kuhondo kuti vashoma vagodya nekupfuma asi povho ichitambura. Hanzi chinhu ichi ndechepovho hachisi chema individuals.
— Isaac Makomichi (@IsaacMakomichi) January 2, 2026
Kubva ndichizvarwa handina kumbonzwa mashoko ane simba akadai uye chokwadi chakadai. This shows kuti the future of… pic.twitter.com/DrhKm2kxkU





COMMENTS