Olinda said :”Will yangu inotaura kuti Tytan is not allowed at my funeral. Wakauya panapa netumaruva twawakatenga kuSainsbury twawakauya nat...
 |
Olinda said :”Will
yangu inotaura kuti Tytan is not allowed at my funeral. Wakauya panapa
netumaruva twawakatenga kuSainsbury twawakauya natwo twe £5, mwana akachema
kuti aende newe, Nandi ari padoor apa, ukaramba kutora mwana iwewe, uchiti
hanzi my girlfriend is at my house, muna March. Ndikatora mwana ndikanyararidza
mwana wangu. So why are you now bothered about me having a partner or me having
someone. You did this on the 31st of March, I never came online and
said anything. My daughter is not suffering, she is not lacking on anything,
zvitori nani kuti azive kuti mwana webenzi, kuti baba vake vapapenga anodealer
navo sei. For example my daughter was meant to go to America this summer
holiday, kuna maiguru vake, baba vake vakataura kuti ndiri kufonera Home Office
kuti I have not given consent kuti my daughter is flying to America, ndikati
ndiwe urikubhadhara here mari yacho, ndibaba rudzii vanorambidza mwana kuenda
kuholiday.” |
COMMENTS