Fantan's wife, Vimbai, is said to be at the end of the tether with her husband because "haapisike" and "ane hombe but haagone kuishandisa." This has been revealed by Fantan's baby mama who said she found it galling that the wife was dissing her man to her. Gamu said the two became close over children. She used to come and pick up Fantan's children to visit their dad.
"Musikana anga akaremerwa saka anga asina wekutaura naye. Musikana akazenge akuvhurira father hombe. Kitosvika pakundiudza kuti murume wake haapisike. Ndati ndine maV11 azvo zvandiri kutaura izvi. Akati hanzi father vanayo hombe asi havagone kuishandisa, haanyare. Achinyeya murume wake neni.
Nhasi chazondirwadza kuti ndizotaura zvese izvi aarwadziwa kuti Fantan ati Mai Faffy ngatitaure nyaya dzevana, naFantan tabva tawirirana kuti Fantan achange achibvisa mari yemaintenance $500 yevana, inini ndichadzokera kuZimbabwe, tichanyorerana pasi zvekuti right now mapapers ari kutoproceswa nalawyer, ende mukadzi wake haabvumidzwe kuuuya kuchikoro kwevana vangu because anoda kuuya, tobva taita vabereki three." She went live on social media.
COMMENTS