ANDY IS BROKE AND HOMELESS

SHARE:

Amai Keketso says Andy Muridzo is broke and homeless. She will never get back with him as he has proved to be an irresponsible deadbeat fath...


Amai Keketso says Andy Muridzo is broke and homeless. She will never get back with him as he has proved to be an irresponsible deadbeat father.

“Andy haasi bhoo zvachose. Haana pekugara.  Arikungotenderera. Arikuita kunge street kid.  …… Andy akanyenga musikana arikurima beans anotorwa picture oti ndirikurima beans mazuva ano.

Ndosaka achiti akadanana nemunhu anobva anogara ikoko. Anoiwana kupi mari yekuvaka imba. Andy haana chaanacho. Fake life zvekutodaro. Andy apera manje…... Zvekushaya kana pekuvakawo kana two rooms. Ollah, munhu uya haana chaainacho, fake life. Pandakambomupawo pekurara ndaitomunzwira tsitsi because anga abva kudzingwa nemuzukuru wake. Kudzokererana naye hazviite. Munhu uya ndakatomuona kuti ane hutsinye.

Amai Keketso denied sleeping with Andy’s manager. “Manager, handina kumbovhera ndadanana naye ndingamunyebera, munhu wekuti ndaiwirirana naye kubva zvatasiyana nababa ava 2018, pamwe pacho ndiye aitumwa nemari yemaPamper, kunzi endesai mari kana kuti vatumirei mari, itai so itayi so.

She said she had become close to the manager but never dated him. When Andy saw a message from the manager which was nothing sexual he lost his rag and beat her up. That was the end of their marriage.

“Andy haarare kumba. Andy akaita girlfriend nhasi ikoko ndokunenge kwava kumba kwake. Haauye kumba. Anenge ava kutogara ikoko. Ini ndinenge ndiri kumba ndichiti achauya. Ndichigara naye handina kuvhera ndakamucheater. Pandakazotanga kuita zvemaboyfriends Andy ndanga ndatosiyana naye.

She denied ever sleeping with Peter Moyo. “Handina kumbovhera ndakadanana naPeter Moyo. Handitomuzivi kuti Peter wacho anowanikwa kupi. Hazvisi fair. Carlos Green ndotamba nemukadzi wake. Pavanhu vangu vandakadanana navo Hapana ane mbiri Hapana wesocial media. So far ndine three because inini ndoda relationship.”

She said Andy sold Wicknell’s Benz because of his love for money. “Kana vana vangu havatozivi kuti maseats ayo ane comfort yakaita sei.  Benz yakaenda.  Ollah, Benz yakatengeswa. Handizive ruchiva here rwekuda mari, ane chiML chaari kufamba nacho chiri kudzvova.

She said she will never get back with him . “Hatina kudzokererana. Handifambidzana naye ini. Maphotos epa video. Handina kana feeling naye.”

COMMENTS

Name

contact,1,events,28,featured,2,l,1,Music,430,new,18,news,19190,PICTURES,5615,videos,3142,what's on,17,
ltr
item
Mafaro: ANDY IS BROKE AND HOMELESS
ANDY IS BROKE AND HOMELESS
https://blogger.googleusercontent.com/img/b/R29vZ2xl/AVvXsEgqN9adrsiucRPPmcK8GH9oDqAUIROhjBIBGgIhJI_DKGt7xjM5hV4XVWXNoPB2TLVpGHyd3k2fNaAgLUz6WK3heJDWi9sGMioEhYSs5dFMCHxsX-kNGy1t-YQ-NzCppNBr9OIsJw9FIcrDxho9cFKCIWBwkZ1tiAT9um_onbIViNQkTDC3k6uizUo47Tk/w640-h442/Screenshot_20250220_121252_YouTube.jpg
https://blogger.googleusercontent.com/img/b/R29vZ2xl/AVvXsEgqN9adrsiucRPPmcK8GH9oDqAUIROhjBIBGgIhJI_DKGt7xjM5hV4XVWXNoPB2TLVpGHyd3k2fNaAgLUz6WK3heJDWi9sGMioEhYSs5dFMCHxsX-kNGy1t-YQ-NzCppNBr9OIsJw9FIcrDxho9cFKCIWBwkZ1tiAT9um_onbIViNQkTDC3k6uizUo47Tk/s72-w640-c-h442/Screenshot_20250220_121252_YouTube.jpg
Mafaro
https://www.mafaro.co.uk/2025/02/andy-is-broke-and-homeless.html
https://www.mafaro.co.uk/
https://www.mafaro.co.uk/
https://www.mafaro.co.uk/2025/02/andy-is-broke-and-homeless.html
true
4450693294121548032
UTF-8
Loaded All Posts Not found any posts VIEW ALL Readmore Reply Cancel reply Delete By Home PAGES POSTS View All RECOMMENDED FOR YOU LABEL ARCHIVE SEARCH ALL POSTS Not found any post match with your request Back Home Sunday Monday Tuesday Wednesday Thursday Friday Saturday Sun Mon Tue Wed Thu Fri Sat January February March April May June July August September October November December Jan Feb Mar Apr May Jun Jul Aug Sep Oct Nov Dec just now 1 minute ago $$1$$ minutes ago 1 hour ago $$1$$ hours ago Yesterday $$1$$ days ago $$1$$ weeks ago more than 5 weeks ago Followers Follow THIS PREMIUM CONTENT IS LOCKED STEP 1: Share to a social network STEP 2: Click the link on your social network Copy All Code Select All Code All codes were copied to your clipboard Can not copy the codes / texts, please press [CTRL]+[C] (or CMD+C with Mac) to copy Table of Content