Makanaka who is accused of stealing US$4 500 at Mashwede has denied taking any money from the reveller. "Kutaura shuwa ini handina kum...
Makanaka who is accused of stealing US$4 500 at Mashwede has denied taking any money from the reveller. "Kutaura shuwa ini handina kumbovhera ndaba mari, honestly, mukomana uyu arikuda kungoda kundifremerawo nyaya just because akatenga mabottles of champagne ndikamwa, ndikazorambawo kuenda naye, otherwise handina kumboba mari. Handina mari yandakaba. Handisikuziva kuti bhutsu dzakaenda sei kumota, akanditi siya zvinhu pasofa, nephone yako, bouncer ndobasa rake. Pandakazodzoka ndikaona vanhu hapasisina, ndikati maiwee ndabirwa futi phone, vanhu vaya vaya. Ndikabvunza waiter aimuserver, ndikati ko munhu anga akagara apa aenda kupi, zvikanzi hameno kwaaenda, asi ukamutsvaga kwaMashwede Sunday unomuwana.
COMMENTS