Wicknell Chivayo has lifted the lid on his relationship with former wife, Sonja. In a recorded voice note he is heard saying “Mukadzi uyu handichamuda, haasi mukadzi wangu, handina hukama naye. I don’t want anything from her. Kana mai vacho, kana tete vacho handidi kutaura navo, baba vacho handidi kutaura navo. Handidi kuita meeting yandichaita naye, hanti waona zvaiita nezuro paye achitora sando achindirova zvibhakera kubvarura mashirt angu, ndolife yaanoda iya iya, life yechihure, ane mweya wenjuzu, ndozvaanoda izvozvo, saka handidi.
I have nothing, handichamuda, ende usatombowasta time yako
uchitaura izvozvo handina tete vake vandinotaura navo, akatogara aenda
painternet, dai aiziva kuna tete angadai akaenda kunatete, but akatanga nekuenda
painternet, ndopaakatanga kuudza vanhu ndokwaakaroorwa ikoko. Ngaaende kunana
Lady, nanaApostle nanaBishop nana Madzibaba vanhu vese vanocontrolla marriage
yake nehupenyu hwake, ngaende ikoko ndovachamuudza, ndovachamupa mumwe murume. Vakamuudza kuti vachamunamatira kuti achaita murume billionaire, kukunda inini
handindika, ngaachinoroorwa nabillionaire.
Ini handimude, handidi kana kumuona, handidi kana piece of
anything to do with her, apa ndanga ndichingomunyara ndichitaura naye
zvakanaka, ndanga ndisingataure naye kana kumumhoresa asi ndakazoti vanhu
vanozoti ko sei musiri kumhoresa mama, then munhu anokudisrespecta senge zviya
zviya, wonzi hee enda kuna tete, enda unokumbira ruregerero, ndomukumbira
ruregerero ndakamutadzira chii. Musatombowaster time yenyu. Its very sensitive,
I am very angy, very very angry. Ini ndoda kunzwa nyaya dzevana, vana vari
right vana vari sei, huya utore vana dzosa vana ndonyaya dzandoda kunzwa kwauri
idzodzo
Its not clear when this was recorded.
COMMENTS