A video of socialite, Chie Masiziba, in a bedroom confrontation with her husband has set social media alight. She rants :”You are very stupid murume mukuru, who do you think you are, unoda kumisidzana neni nekuda kwe $200 chaiyo yeround, yausiri kuda kubhadhara. Unoda kundirova ndiri mwana wako ……uzviite futi ikozvino ndinokudira mvura inopisa…. zvaunofamba uchitaura kuti mwana haasi wako….. ndinoipwanya pwanya mota iyi...imbwa yemunhu kujaira kufamba uchixxxx nyika yese kuzadzwa paFacebook murume mukuru at 57 uri kambwa kemunhu. I tolerated chihure chako iwewe 40 women munhu one, I stood by you, kumira newe nyika yese ichikuyanika, ukapedza izvozvo wakutanga chimwe chihure. Ndakakuudza kuti pana apa haundidzinge I will just leave….uchandiunzira zvirwere nezuro waitaura kuti kune my Form 4 nema Form 6 at 57 ….puuu."
COMMENTS