Underfire Mai TT says she has no genuine friends in her life but just hangers on who want to be marketed.
“I have got a lot of people who come to me, not because
they want to be my friends or they want to be a part of my life, remember I
have got numbers, I have got a huge following and I know in my heart most
people come for me coz vanoda following, saka ndirimunhu atozvijaira.
Brand raMai TT harina kumiswa nemunhu, brand raMai TT
harina mabodyguard, rakavakwa naFelistus Murata ari one, akamutsa one million,
mukubuliwa nemukutukwa, Felistus akaita kuti aiite one million followers
anga asina kana backup, anga asina
bodyguard, anga asina protection.
Felistus akazvivaka
ega ende she is strong like that. She does not need anybody to stand for her or
with her. Vanhu ndovakutomutsvaga kuti vamuprune, kana vamupruna vobva vafunga
kuti aiwa tisu takamuvaka NO. I was made by God. I don’t need anybody to be my
backup, never. Mafunnies aya ekuti yowe adonha, handidonhe zvekudaro. Dai
takadonha tisingataurwe, totaurwa nekuti tisu tinoita kuti vanhu vasimuke. Titori
vasimudzi vevanhu.”
COMMENTS