The late Ginimbi’s little sister, Nelia,says she now has a man in her life after vultures circled following Genius’ death.
“I’m taken,” she told Miss V Candy in an interview without
going into details. She said her late brother groomed her well about life on
the streets with hustlers. Nelia said it felt good to be rich. “It feels good
to be rich, zvaunenge uchida unongotenga, if you want to do anything une mari
you do it but zvine pressure.”
She also spoke about the contested Ginimbi will. “Genius
paaakafa I was forced to grow up. Genius paakafa ndanga ndiri kuuniversity. Hapana
chandaiziva. Its not easy to fill Genius’s shoes.
“Rakagadzirwa will riya riya. When we accepted it we were
emotional but later takazoona kuti will hazvimeke sense muwill mamunemota one
lamborghini, hamuna maRolls Royce, maBentley, maRange Rover, hamuna, you know.
Chimwe chinhu chakatinetsa munhu wacho akauya newill, anga ari executor,
aitobvunza, Genius anga aine mota ngani, ndiwe wauya newill tiudze kuti
mukomana anga aaine chikwereti chaningi. Saka zvinhu zvakawanda takazozviona
later, even mota yaakafa ari yanga isimo muwill. So takazogara pasi sefamily
tikati no no no. Saka takurunner chinhu tega.”
Nelia said the empire was intact and will not collapse.
COMMENTS