ZVAKAFANANA NEKUVENGA ZANU PF

Hell Commander was in a defiant mood telling all those attacking him that "handina kana dhiri nemi. Kutsamwira ini zvakafanana nekuvenga Zanu PF, one and the same thing. Handikutyei mese murikuti Trevor this, Trevor that. Ndinotya Mwari chete. Have a shxt weekend."

 

0 comments: