HE IS JUST A BEGGAR



Hell Commander has mocked DJ Towers saying he is nothing but a beggar.

“Who is Towers,” he sneered “Ndingacheme kublokwa nebeggar. Towers ndiye anezvaanoda kwandiri not vice versa saka ngaaenda ngaenda idhodhi. Towers anemastand asina kuvakwa aarikutouyawo achipemha mari.

Ini ndini ndinofanira kumubloka because iye ndiye anoda mari kwandiri,anoda maUSA. Living legend risina kana cent, risina kana Rand izvozvi riri kutakuriswa mabag kuSandton Mall.”

0 comments: