MAI MATWINS DRAMA

Audios of Temba Mliswa’s former lover, Susan Mutami have been leaked on social media. She talks about her love for the Norton MP and that she was never going to leave him saying “ndatova chikwambo chemufamily menyu.”

In one of them she said “Hanzi ndakadhoneta equipment nemakumbo. Imi maida kuti ndiite sei ndasangana nezvandkasangana nazvo usiku. Kana ndimiwo ndabatwa zvakanaka kudaro, ndasvika ndopihwa bedroom rangu ndega kumusha kwevanhu. Ndasvika ikoko ndobva ndapihwa ziplate rakazara nyama. Apa murume wacho obva andibata zvakanaka kunyatsonditreata selady. Maida kuti ndiite sei. On top of that murume wacho ane zixxxxx rikanyatsokuti heyi heyi unonyatsonzwa kuti zvinhu zvacho zvaita. Saka maida kuti ndiite sei. Ndakatodhoneta makumbo acho, ndakanakirwa ini. Handina kana pressure, handina kana regret. I am very generous. Ndatova chikwambo chemufamily menyu, hapana kwandiri kuenda. Chero tikaita 20 ndoita wechi21.

In another she is heard saying : “Hi baba matwins. I love and miss you.The babies are fine. Imimichete ndimi musipo. I miss you my husband.”

 

0 comments: