WATCH : MORE DRAMA

Olinda has hit back at Stunner as the war of words go on. “The sad thing about it, ungadanana naOlinda, kudanana naOlinda, Stunner this is how damn you are. Kudanana naOlinda ugotadza kubuda uine kana tuckshop inotengesa maputi, nemasweet, nesugar neupfu. Shuwa shuwa chako ndechekuziva kuti I’m slaying. Rimwe gore baba vaya vaiti varikuGreendale vaiiti vachitora malive phone iri iriuko muchiratidzwa imba yese, mazuvano malive anoitwa so muchiona chiso kuti musaone background. Don’t come for me next time usandinyangadze. Put some respect to my name. Kutadza kuba netuckshop saka waihurirei. Waiita kunonzi kubuda dikita uripamusoro pamusoro pedhorofiya waifireyi mwana wevaridzi wakatadzawo kuita musoro.



Olinda hits back
Posted by Newsdzezimbabwe Zimbabwe on Tuesday, 8 September 2020

0 comments: