Stunner and Olinda have today traded insults on social media. The former couple were both live and Stunner let rip. “Wotofunga kuti ...
Stunner and Olinda have today traded insults on social
media. The former couple were both live and Stunner let rip.
“Wotofunga kuti urikunyadzisa munhu kuti ndakutumira mari,
uri tsaga iwewe, unotumira munhu mari asiri newe, hapana kana chauri kuvhaira
nacho, ndiwe unotori tsaga. Iye zvino ari kuposta hanzi ndadhorofiya because World
Remit takavharisa, iwewe nani, wanga uchidakuramba wakaivhura unoivhurira ini ndinoidii.
Ndine hukama newe here inini,” he ranted.
He continued :”Kana ndaomerwa ndine shamwari hobho
dzandinovhunza kuti wangu chichichi I do not come to you, you are not my
friend, siyana neni I am not even going out with you, handitomboda, ndikanzi
taura maex ako, handitombotaura iwewe, siyana neni, pachena shaa. Ende ukaona
ndataura newe, ndobva ndati ndione newaya wobva wandipa, uri tsaga, ndiwe tsaga
shaa, handidi kukunyepera shaa, for real, uri tsaga wandipirei.
Saka please grow up, siyana neni, handineyi newe shaa, stop
mentioning my name, I do not want to talk about you, you are not the happiest
moment of my life. I do not want to talk about you. That is the honest truth,
saka ukandinzwa ndichiti vasikana vakobvu you are not the only one. I am not
talking about you. That chapter I left. Handidi kuidzoka. I do not wish to be
with you. I do not wish to breathe the same air as you. So please ngaisiya
matambo, live your life and I live my life, whether single, married, I don’t
know whatever state, siyana nene shaa. You have had a whole husband after me
and a whole child, why do you still talk about me. I do not talk about you,
that is the honest truth.”
COMMENTS