I'M NOT QUITTING STAGE : BEV


Bev says she has gained weight since she has been eating good food with daddy. 

“Ndikudya ndakagara, handisi kuenda kubasa, ndakapedzisira kuenda kubasa musi waJanuary 1. December takashanda and mari iripo, saka why would I work in January kusina mari kuri low, munhu wese akaenda kumaholidays, tikutanga basa February.
“Vanhu vanga vatofara ka, especially madancers. Vanga vafara vakati takupinda panzvimbo paBev, manje muchaita hwesong iye, Ma*e Ma*e, ndichiripo, akuvaudza izvozvo ndiani kuti ndazogara pasi, ndatosimuka manje.

“Kubasa ndikutoenda, because ndikubvumidzwa kuita zvese, ndotamba sei kana ndine nhumbu, ndichiripo. Ndingatadze nei kusimba ndichidya zvandoda zvakanaka?

“Ndagara ndozvishandira, plus dad vagara vanochengeta (laughing). I am not pregnant, kusimba chete. You know I was slim and I have gained weight chete plus ndakabaiwa Depo last year.
“Vakadzi vanoziva kuti ukabaiwa low implant rinoitisa dumbu. Kana iri nhumbu ichazvarwa,” she told H Metro


0 comments: