MADZIBABA FIDZA


“Kuziva Mwari chinhu chakanaka. Hanzi hee mudhara munotowanikwa paFacebook, hee mudhara munotopinda postori. Let’s work hard tibudirire muupenyu. I need loyal people and true friends who care around me only. Kana what I do zvisingakufadze feel free kurova pasi." Philip Chiyangwa with Madzibaba Bond at a shrine in Chitungwiza.

0 comments: