FUNGISAI : PARUZEVHA

I love being home.refreshing with the road runners apa ndini ndinespoon. Makutoziva kuti chikanhanwa hama ndechani. Tip.... unoisa muplate yemurume wako , wonochidimbura nepakati when u serve him. Anongokudzvokora and he can't do anything seMukwasha. Apa rimwe team rese rinongoti kutamba kwenyu.

0 comments: