PIC : NHONHO

Guys mariona here gumbo iro ndodzinonzi nhonho idzi kune vasingazive dzinokonzereswa nekufamba nguva yakareba usinabhutsu pasi pachipisa uchiita matuzu matuzu pasi petsoka ,zvakazongoita zvivanga upto now hazvibve saka ndakabva kure .
Manje ungazvione here ndapfeka hangu gogo haaa Kuna Mwariekudenga thank you. Madm Boss


0 comments: