8 MONTHS NO MONEY : CHANTER FUMES

Zimdancehall star, Seh Calaz says he has not been paid by a promoter, over eight months after he performed in the UK.

He is now threatening to name and shame to force the promoter to cough up. He said :”Mamwe mapromoter musaite advantage yekusatipa mari dzedu nekuti muri ku UK..mukaona tichitoimba paye hakusi kunakirwa or kutandara ndobasa rinotoraramisa mhuri dzedu .imagine ukasapihwa pay kubasa kwako zvobuda here. Musashande nesu kana zvichinetsa and musapote muchiuya kuZimbabwe kuzoita ma shows kana musina mari ..week rinori ndikuda hovhiyo nemi hamudi kunyararirwa.”

0 comments: