BRING YOUR WIVES, MUGABE TELLS CHINESE

SHARE:

President Mugabe yesterday told Chinese nationals to bring their wives to stop them from preying on local girls. “Zvino ruzhinji rwacho ...
President Mugabe yesterday told Chinese nationals to bring their wives to stop them from preying on local girls.

“Zvino ruzhinji rwacho vanongouya varume vogavoga. Ndicho chechipiri ichocho. Varume vogavoga. Ah! Vanovawanepi vakadzi? Vanenge vasiri vadukuka vaungati mastudents havasati vakura, vane vakadzi kumba kwavo, shure, zvino vouya kuno vane macontracts auchazopedza makore maviri kana matatu usati wadzokera kumusha?

“Ndiyani pano angandiudze murume kuti ndingade kunzwa murume wacho from the President to the Vice President nevamwe — angati angagare makore mashanu iye anga ari murume wemhuri ari uko, achingotarisa chete vasikana ava? Kune chamhupu chinonzi chapedza varume. Ndichocho. Zvino toti tinosiirwa imwe mhuri yechikaradhi.

“Asi ukaenda kwavo, eeeh, vana vechikoro, zvakarema! Havabvume kuti vana vavo varoorwe kana kuti vatambwe navo. Saka ndizvo zvinhu zviviri izvo zvatinoti kwete. Kana vachiuya ngavauye nemhuri. Asi ivo vanoda zvekuti zhoo varume vogavoga, kuvazadza mumarori vari varume vogavoga. Hatidiba,” he when he addressed his party's National Consultative Assembly.

He also criticised some Chinese businessmen for failing to deposit their cash into local banks and instead, smuggling it to their home country. 

Failure to deposit daily takings has been cited as one of the causes of the prevailing cash shortages. “KuSouth Africa ndinonzwa kuti vakazoramba mazhing-zhong, anonzi mazhing- zhong, nekuti vanobva vatoraka madhora edu voenda nawo ikoko (kuChina). Havaisi mumabank medu, havabhengi.

“Ipapo chete, shamwari dzedu dzechiChina ndipo patisingadzinzwisise. Havade kuisa mumabank. Ndizvo zvinhu zviviri, zvingave zvinopfuura ipapa, asi zviviri izvozvo ndozvatakaona zvinotinyangadza pamaitiro avo. Vauya, mashanda navo, kunyange magovana mari pabasa rinenge raitwa, yavo haipinde mubank, kana, vanotumira kumusha.”


COMMENTS

Name

contact,1,events,28,featured,2,Music,401,news,8818,PICTURES,4576,videos,3142,what's on,17,
ltr
item
Mafaro: BRING YOUR WIVES, MUGABE TELLS CHINESE
BRING YOUR WIVES, MUGABE TELLS CHINESE
https://blogger.googleusercontent.com/img/b/R29vZ2xl/AVvXsEjcolMA1EvIyimSaet8VdVihyfI9LC_TTssyLYhYpIDGPkH9_nMxeJVq8908CrLuXXeC7Hm2joBMYDS8948MgtTo98pT7EBOWwNEtfuf8jJNzef9l845bKYey7alSM4oK-6UAn0eIZK1wM/s1600/mugabe.jpg
https://blogger.googleusercontent.com/img/b/R29vZ2xl/AVvXsEjcolMA1EvIyimSaet8VdVihyfI9LC_TTssyLYhYpIDGPkH9_nMxeJVq8908CrLuXXeC7Hm2joBMYDS8948MgtTo98pT7EBOWwNEtfuf8jJNzef9l845bKYey7alSM4oK-6UAn0eIZK1wM/s72-c/mugabe.jpg
Mafaro
http://www.mafaro.co.uk/2016/06/bring-your-wives-mugabe-tells-chinese.html
http://www.mafaro.co.uk/
http://www.mafaro.co.uk/
http://www.mafaro.co.uk/2016/06/bring-your-wives-mugabe-tells-chinese.html
true
4450693294121548032
UTF-8
Loaded All Posts Not found any posts VIEW ALL Readmore Reply Cancel reply Delete By Home PAGES POSTS View All RECOMMENDED FOR YOU LABEL ARCHIVE SEARCH ALL POSTS Not found any post match with your request Back Home Sunday Monday Tuesday Wednesday Thursday Friday Saturday Sun Mon Tue Wed Thu Fri Sat January February March April May June July August September October November December Jan Feb Mar Apr May Jun Jul Aug Sep Oct Nov Dec just now 1 minute ago $$1$$ minutes ago 1 hour ago $$1$$ hours ago Yesterday $$1$$ days ago $$1$$ weeks ago more than 5 weeks ago Followers Follow THIS PREMIUM CONTENT IS LOCKED STEP 1: Share to a social network STEP 2: Click the link on your social network Copy All Code Select All Code All codes were copied to your clipboard Can not copy the codes / texts, please press [CTRL]+[C] (or CMD+C with Mac) to copy Table of Content